Ruka 5:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Pakarepo munhu uya akabva asimuka vose vachizviona, ndokutora chaakanga avete chiya ndokuenda kumusha achirumbidza Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Akasimuka pakarepo pamberi paʋo, akatora caakaŋga aʋete pamsoro paco, akaenda kumba kwake, acirumbidza Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Akasimuka pakarepo pamberi pavo, akatora chaakanga avete pamusoro pacho, akaenda kumba kwake, achirumbidza Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Pakarepo munhu uya akabva asimuka vose vachizviona, ndokutora chaakanga avete chiya ndokuenda kumusha achirumbidza Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Pakarepo akasimuka pamberi pavo, akatora rukukwe rwaakanga avete parwuri akaenda kumba achirumbidza Mwari. Viz kapitola |