Ruka 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Pavakasvitsa magwa avo pamahombekombe, vakasiya zvose vakamutevera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino, ʋakati ʋaisa magwa kunyika, ʋakasiya ɀose ʋakamuteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino, vakati vaisa magwa kunyika, vakasiya zvose vakamutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pavakasvitsa magwa avo pamahombekombe, vakasiya zvose vakamutevera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Saka vakakwevera magwa avo kumahombekombe, vakasiya zvose uye vakamutevera. Viz kapitola |