Ruka 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akamupindura, akati: Kwakanyorwa kuti munhu haaŋgararami neciŋgwa ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akamupindura, akati, “Kwakanyorwa kuti munhu haangararami nechingwa bedzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jesu akapindura akati, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Munhu haararami nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobuda mumuromo maMwari.’ ” Viz kapitola |