Online Bible

- Reklamy -




Ruka 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Naizvozvo berekai michero inowirirana nokupinduka kwenyu, uye musavambe kuzviti, ‘Tina Abhurahamu sababa vedu, nokuti ndinoti kwamuri, Mwari anogona kumutsira Abhurahamu vana kubva kumatombo aya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Naiɀoɀo ɓerekai ɀiɓereko ɀakafanira kutendeʋuka; musataŋga kureʋa mumŋoyo menyu, muciti: Abrahama ndiɓaɓa ʋeɗu; nokuti ndinoti kwamuri: Mŋari uŋgamutsira Abrahama ʋana pamabge awa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Naizvozvo berekai zvibereko zvakafanira kutendeuka; musatanga kureva mumwoyo menyu, muchiti, Abhurahamu ndibaba vedu; nokuti ndinoti kwamuri, Mwari angamutsira Abhurahamu vana pamabwe awa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Naizvozvo berekai michero inowirirana nokupinduka kwenyu, uye musavambe kuzviti, ‘Tina Abhurahamu sababa vedu, nokuti ndinoti kwamuri, Mwari anogona kumutsira Abhurahamu vana kubva kumatombo aya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Chiberekai zvibereko zvinoenderana nokutendeuka. Uye musatanga kuti mumwoyo menyu, ‘Abhurahama ndiye baba vedu.’ Nokuti ndinoti kwamuri Mwari anogona kumutsira Abhurahama vana pamabwe aya.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 3:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy