Online Bible

- Reklamy -




Ruka 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Naizvozvo akati kuhuzhinji hwavanhu vaiuya kwaari kuzoombekwa naye, “Imi vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize chirango chirikuuya?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Naiɀoɀo wakati kuʋazhinji ʋaiʋuya kuzobapatidzwa naye: Imi ʋana ʋenyoka, ndianiko wakakunyeʋerai kuti mutize kutsamŋa kunoʋuya?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Naizvozvo akati kuvazhinji vaiuya kuzobhabhatidzwa naye, “Imi vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize kutsamwa kunouya?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Naizvozvo akati kuhuzhinji hwavanhu vaiuya kwaari kuzoombekwa naye, “Imi vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize chirango chirikuuya?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Johani akati kuvanhu vazhinji vaiuya kuzobhabhatidzwa naye, “Imi vana venyoka! Ndianiko akuyambirai kuti mutize kutsamwa kuchauya?

Viz kapitola kopírovat




Ruka 3:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy