Ruka 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Vanhu vose vachaona ruponeso rwaMwari.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nyama yose icaʋona ruponeso rwaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Munhu wose ichaona ruponeso rwaMwari.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vanhu vose vachaona ruponeso rwaMwari.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye marudzi ose avanhu achaona ruponeso rwaMwari.’ ” Viz kapitola |