Ruka 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku ramazwi aIsaya muporofita zvichinzi, “Izwi reanodaidzira ari mugwenga achiti: ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 seɀaɀakanyorwa mubuku yamashoko aIsaya muprofita, ɀicinzi: Inzwi rounoɗana murenje, Gadzirai nzira yaShe, Ruramisai migwagwa yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 sezvazvakanyorwa mubhuku yamashoko aIsaya muporofita, zvichinzi, “Izwi roanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku ramazwi aIsaya muporofita zvichinzi, “Izwi reanodaidzira ari mugwenga achiti: ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Sezvazvakanyorwa mubhuku ramashoko aIsaya muprofita zvichinzi: “Inzwi rounodana murenje richiti, ‘Gadzirai nzira yaShe, ruramisai migwagwa yake. Viz kapitola |