Ruka 3:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Mweya Mutsvene, aine muviri unenge wenjiva, akaburukira paari; izwi ndokubva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo ndiwe unondifadza zvikuru.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mŋeya Mutȿene akaɓurukira pamsoro pake nomufananidzo wakaita sowenjiʋa, inzwi rikabva kuɗeŋga, riciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu, unoɗikanwa; ndinokufarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Mweya Mutsvene akaburukira pamusoro pake nomufananidzo wakaita sowenjiva, izwi rikabva kudenga, richiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, unodikanwa; ndinokufarira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mweya Mutsvene, aine muviri unenge wenjiva, akaburukira paari; izwi ndokubva kudenga richiti, “Iwe ndiwe Mwanakomana wangu wapamwoyo ndiwe unondifadza zvikuru.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mweya Mutsvene akauya pamusoro pake nomufananidzo wenjiva. Uye inzwi rakabva kudenga richiti, “Ndiwe mwanakomana wangu, wandinoda; ndiwe wandinofarira kwazvo.” Viz kapitola |