Ruka 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Iye akati kwavari, “Musaterese vanhu kupfuura pamakatemerwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akati kwaʋari: Musareʋa mari kupfuʋura pamakarairwa napo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akati kwavari, “Musareva mari kupfuura pamakarayirwa napo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iye akati kwavari, “Musaterese vanhu kupfuura pamakatemerwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akati kwavari, “Musatora mari inopfuura mwero wamunofanira kutora.” Viz kapitola |