Ruka 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Akavapindura achivati, “Ane hanzu mbiri ngaagoveranewo naasina, naane zvokudya ngaaitewo zvimwechetezvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akapindura, akati kwaʋari: Uneŋguʋo mbiri ŋgaagoʋane nousina; nouneɀokudya ŋgaaite saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Akapindura, akati kwavari, “Anenguo mbiri ngaagovane noasina; noane zvokudya ngaaite saizvozvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akavapindura achivati, “Ane hanzu mbiri ngaagoveranewo naasina, naane zvokudya ngaaitewo zvimwechetezvo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Johani akapindura akati, “Munhu ane nguo mbiri ngaagovane neasina, uye ane zvokudya ngaaitewo saizvozvo.” Viz kapitola |