Ruka 24:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona50 Akavatungamirira kusvika kuBhetania. Akasimudza maoko ake akavakomborera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ɀino akaʋatuŋgamirira kunze kweguta kuȿikira pakatarisana neBetania, ndokutambanudza maʋoko ake, akaʋaropafadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200250 Zvino akavatungamirira kunze kweguta kusvikira pakatarisana neBhetania, ndokutambanudza maoko ake, akavaropafadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Akavatungamirira kusvika kuBhetania. Akasimudza maoko ake akavakomborera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Akati avatungamirira kunze kweguta pedyo neBhetania, akatambanudza maoko ake akavaropafadza. Viz kapitola |