Ruka 24:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona46 Akati kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Kristu aifanira kutambudzika uye kuti amuke kuvafi nezuva retatu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Akati kwaʋari: Ndiɀo ɀakanyorwa, kuti Kristu ucatambudzika, agomuka kuʋakafa nezuʋa retatu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Akati kwavari, “Ndizvo zvakanyorwa, kuti Kristu achatambudzika, agomuka kuvakafa nezuva retatu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Akati kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Kristu aifanira kutambudzika uye kuti amuke kuvafi nezuva retatu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Akati kwavari, “Izvi ndizvo zvakanyorwa kuti: Kristu achatambudzika agomuka kubva kuvakafa pazuva rechitatu, Viz kapitola |