Ruka 24:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Ivowo vakavataurira zvakanga zvaitika panzira uye kuti vakamuziva sei pakumedura chingwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋakarondedzera ɀakaitika munzira, ʋuye kuti wakazikanwa naʋo sei pakumeɗura ciŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Vakarondedzera zvakaitika munzira, uye kuti akazikanwa navo sei pakumedura chingwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ivowo vakavataurira zvakanga zvaitika panzira uye kuti vakamuziva sei pakumedura chingwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Ipapo vaviri ava vakataura zvakanga zvaitika munzira, uye kuti vakaziva sei Jesu paakamedura chingwa. Viz kapitola |