Ruka 24:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Vakataurirana vachiti, “Mwoyo yedu haina kunge yava kutopisirira here mukati medu paanga achitaura kwatiri munzira; paya paanga achitizarurira Magwaro Matsvene?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakataurirana, ʋaciti: Ko mŋoyo yeɗu yakaŋga isiŋgapisi mukati meɗu, acitaura nesu munzira, nokutizarurira Magwaro here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Vakataurirana, vachiti, “Ko mwoyo yedu yakanga isingapisi mukati medu, achitaura nesu munzira, nokutizarurira Magwaro here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vakataurirana vachiti, “Mwoyo yedu haina kunge yava kutopisirira here mukati medu paanga achitaura kwatiri munzira; paya paanga achitizarurira Magwaro Matsvene?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakabvunzana vachiti, “Ko, mwoyo yedu yanga isingapisi neiko mukati medu zvaanga achitaura nesu mumugwagwa uye achitizarurira magwaro?” Viz kapitola |