Ruka 24:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Paakanga ari pakudya navo, akatora chingwa akachikomborera ndokuchimedura akachipa kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino wakati agara naʋo pakudya, akatora ciŋgwa, akaciropafadza, akacimeɗura, ndokuʋapa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino akati agara navo pakudya, akatora chingwa, akachiropafadza, akachimedura, ndokuvapa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Paakanga ari pakudya navo, akatora chingwa akachikomborera ndokuchimedura akachipa kwavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Akati agara navo patafura, akatora chingwa, akavonga, akachimedura akatanga kuvapa. Viz kapitola |