Ruka 24:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Asi vakamugombedzera vachiti, “Garai nesu nokuti kwava kuda kuvira zuva rapera.” Saka akapinda kundogara navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋakamugombedzera, ʋaciti: Garai nesu, nokuti aʋa maɗekwana, zuʋa raʋira. Ipapo akapinda kundogara naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Vakamugombedzera, vachiti, “Garai nesu, nokuti ava madekwana, zuva ravira.” Ipapo akapinda kundogara navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Asi vakamugombedzera vachiti, “Garai nesu nokuti kwava kuda kuvira zuva rapera.” Saka akapinda kundogara navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Asi vakamugombedzera zvikuru vachiti, “Garai nesu, nokuti kwava kudoka; zuva rava kuvira.” Saka akapinda kuti andogara navo. Viz kapitola |