Ruka 24:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 vakashaya chitunha chake. Vadzoka vavakuti vaona chiratidzo chavatumwa vari kuti mupenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 nokuti ʋakati ʋacishaiwa muʋiri wake, ʋakaʋuya ʋaciti, ʋaʋona ciratidzo caʋatumŋa ʋaiti mupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 nokuti vakati vachishayiwa chitunha chake, vakauya vachiti, vaona chiratidzo chavatumwa vaiti mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 vakashaya chitunha chake. Vadzoka vavakuti vaona chiratidzo chavatumwa vari kuti mupenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 asi havana kuwana mutumbi wake urimo. Vauya vakatiudza kuti vaona chiratidzo chavatumwa, avo vati iye mupenyu. Viz kapitola |