Ruka 24:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Mashoko aya, kwavari, akaita sezvinhu zvisina maturo saka havana kuatenda. [ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mashoko awa akaita sooʋupenzi kwaʋari; ʋakasaatenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Mashoko awa akaita soupenzi kwavari; vakasaatenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mashoko aya, kwavari, akaita sezvinhu zvisina maturo saka havana kuatenda. [ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi havana kutenda vakadzi ava, nokuti mashoko avo ainge upenzi kwavari. Viz kapitola |