Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Paakaziva kuti ndowekudunhu raHerodhi akamutumira kuna Herodhi akanga ari muJerusaremu panguva iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Akati anzwa kuti unobva kunyika yakaɓatwa naHerode, akamutumira kunaHerode, nokuti wakaŋga ari muJerusarema amene pamazuʋa iwayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Akati anzwa kuti anobva kunyika yakatongwa naHerodhi, akamutumira kuna Herodhi, nokuti akanga ari muJerusaremu pamazuva iwayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Paakaziva kuti ndowekudunhu raHerodhi akamutumira kuna Herodhi akanga ari muJerusaremu panguva iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Akati anzwa kuti Jesu akanga ari pasi poutongi hwaHerodhi, akabva amutumira kuna Herodhi, uyo aivawo muJerusarema panguva iyoyo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy