Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Pirato paakanzwa izvi akabvunza kuti munhu uyu akanga ari wokuGarirea here.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Pirato wakati acinzwa iɀoɀo, akabvunza kana munhu uyu ari muGarirea.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Pirato wakati achinzwa izvozvo, akabvunza kana munhu uyu ari muGarirea.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Pirato paakanzwa izvi akabvunza kuti munhu uyu akanga ari wokuGarirea here.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Anzwa izvi, Pirato akabvunza kuti murume uyu akanga ari muGarirea here.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy