Ruka 23:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona56 Vakadzokera vakandogadzirira tunonhuwirira namafuta. Pazuva reSabata vakazorora sezvaidiwa nomutemo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Ʋakadzoka, ʋakagadzira ɀinonhuwira namafuta. Ʋakazorora nomusi wesaɓata ʋaciterera murairo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Vakadzoka, vakagadzira zvinonhuwira namafuta. Vakazorora nomusi weSabata vachiterera murayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Vakadzokera vakandogadzirira tunonhuwirira namafuta. Pazuva reSabata vakazorora sezvaidiwa nomutemo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Ipapo vakaenda kumba vakandogadzira zvinonhuhwira namafuta anonhuhwira. Asi vakazorora nomusi weSabata vachiteerera murayiro. Viz kapitola |