Ruka 23:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona52 Murume uyu akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 iye akaenda kunaPirato, akandokumbira mutumbu waJesu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 iye akaenda kuna Pirato, akandokumbira chitunha chaJesu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Murume uyu akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Asvika kuna Pirato, akakumbira mutumbi waJesu. Viz kapitola |