Ruka 23:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona44 Ipapo yakanga yenge awa yegumi nechipiri uye nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ɀino yakaŋga yaʋa ŋguʋa ineŋge yecitanhatu; rima rikaʋa’po panyika yose, kuȿikira paŋguʋa yepfumbamŋe, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Zvino yakanga yava nguva inenge yechitanhatu; rima rikavapo panyika yose, kusvikira panguva yepfumbamwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Ipapo yakanga yenge awa yegumi nechipiri uye nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Zvino yakanga yava nguva inenge yechitanhatu, rima rikava pamusoro penyika yose kusvikira panguva yepfumbamwe, Viz kapitola |