Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Kwatiri isu zvakakodzera nokuti tiri kuwana zvakakodzerana nezvatakaita. Asi uyu haana zvaakatadza.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Kana tirisu, takaitirwa patakafanirwa napo; nokuti isu tinopiwa ɀakafanira maɓasa eɗu; asi uyu haana‐kuita cinhu cisakafanira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Kana tirisu, takaitirwa patakafanirwa napo; nokuti isu tinopiwa zvakafanira mabasa edu; asi uyu haana kuita chinhu chisakafanira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Kwatiri isu zvakakodzera nokuti tiri kuwana zvakakodzerana nezvatakaita. Asi uyu haana zvaakatadza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Isu tiri kutongwa zvakarurama, nokuti tiri kupiwa zvakafanira mabasa edu. Asi munhu uyu haana chakaipa chaakaita.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy