Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Iye akamupindura achiti, “Inga matozvireva kare wani.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ipapo Pirato akamubvunza, akati: Ko uri Mambo waʋaJuda here? Akamupindura, akati: Ndiɀo ɀamareʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ipapo Pirato akamubvunza, akati, “Ko uri Mambo wavaJudha here?” Akamupindura, akati, “Ndizvo zvamareva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Iye akamupindura achiti, “Inga matozvireva kare wani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Saka Pirato akabvunza Jesu achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akapindura akati, “Hongu, ndizvo zvamareva.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy