Ruka 23:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Tarirai mazuva ari kuuya pavachati vakakomborerwa zvavo vasina mbereko nemimba dzisina kumbobereka namazamu asina kumboyamwisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 nokuti tarirai, mazuʋa anoʋuya, aʋacati: Ʋakaropafadzwa ʋasiŋgaponi, neɀiɀaro ɀisinakutoŋgoɓereka, namazamu asina‐kumŋisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 nokuti tarirai, mazuva anouya, avachati, ‘Vakaropafadzwa vasingaponi, nezvizvaro zvisina kutongobereka, namazamu asina kuyamwisa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Tarirai mazuva ari kuuya pavachati vakakomborerwa zvavo vasina mbereko nemimba dzisina kumbobereka namazamu asina kumboyamwisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Nokuti nguva ichasvika iyo yamuchati, ‘Vakaropafadzwa vakadzi vasingabereki, izvo zvizvaro zvisina kumbobereka, namazamu asina kumboyamwisa!’ Viz kapitola |