Ruka 23:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi vakangoramba vachivavarira vachidaidzira kwazvo vachiti, “Anofanira kurovererwa pamuchinjikwa.” Zvavaizhambira ndizvo zvakazoitwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi iʋo ʋakasimbisa namanzwi makuru, ʋacikumbira kuti aroʋerwe pamucinjikwa. Manzwi aʋo akakunda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Asi ivo vakasimbisa namazwi makuru, vachikumbira kuti aroverwe pamuchinjikwa. Mazwi avo akakunda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi vakangoramba vachivavarira vachidaidzira kwazvo vachiti, “Anofanira kurovererwa pamuchinjikwa.” Zvavaizhambira ndizvo zvakazoitwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi vakaramba vachidanidzira nenzwi guru vachiti aifanira kurovererwa pamuchinjikwa, uye kudanidzira kwavo kukakunda. Viz kapitola |