Ruka 22:70 - Bhaibhiri Idzva rechiShona70 Vose vakati, “Saka uri Mwana waMwari nhai?” Iye akati kwavari, “Inga imi matozvireva wani. Kuti ndini iye” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)70 Ipapo ʋose ʋakati: Uri Mŋanakomana waMŋari kanhi? Akati kwaʋari: Mareʋa kuti ndini iye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200270 Ipapo vose vakati, “Uri Mwanakomana waMwari kanhi?” Akati kwavari, “Mareva kuti ndini iye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika70 Vose vakati, “Saka uri Mwana waMwari nhai?” Iye akati kwavari, “Inga imi matozvireva wani. Kuti ndini iye” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi70 Vose vakabvunza vachiti, “Ko, zvino iwe ndiwe Mwanakomana waMwari here?” Iye akapindura akati, “Mareva zvakanaka, zvamati ndini iye.” Viz kapitola |