Ruka 22:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Zuva guru reChingwa Chisina mbiriso rakazosvika rayiitwa hwayana yePasika chibayiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino zuʋa reɀiŋgwa ɀisinembiriso rakati raȿika, rakafanira kuɓayirwa paseka naro, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino zuva rezvingwa zvisina mbiriso rakati rasvika, rakafanira kubayirwa Pasika naro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zuva guru reChingwa Chisina mbiriso rakazosvika rayiitwa hwayana yePasika chibayiro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo zuva reZvingwa Zvisina Mbiriso rakasvika, iro raifanira kubayirwa gwayana rePasika. Viz kapitola |