Ruka 22:67 - Bhaibhiri Idzva rechiShona67 “Kana uriwe Kristu tiudze.” Asi iye akati kwavari, “Kana ndikakuudzai zvangu hamutendi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)67 ʋaciti: Kana uri Kristu, utiʋudze. Iye akati kwaʋari: Kana ndikakuʋudzai, hamuŋgatendi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200267 vachiti, “Kana uri Kristu, utiudze.” Iye akati kwavari, “Kana ndikakuudzai, hamungatendi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika67 “Kana uriwe Kristu tiudze.” Asi iye akati kwavari, “Kana ndikakuudzai zvangu hamutendi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi67 Vakati, “Kana uri Kristu, tiudze.” Jesu akapindura akati, “Kana ndikakuudzai, hamunganditendi, Viz kapitola |