Ruka 22:59 - Bhaibhiri Idzva rechiShona59 Mumashure mechinhambo chinoita awa imwechete, mumwezve akasimbisisa achiti, “Chokwadi chokwadi munhu uyu anga ainaye nokuti muGarirea.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)59 Ŋguʋa ineŋge seimŋe yakati yapfuʋura, mumŋe ɀe akasimbisa, aciti: Ɀirokwaɀo, uyu wakaŋga anaye ʋo; nokuti muGarirea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200259 Nguva inenge seimwe yakati yapfuura, mumwezve akasimbisa, achiti, “Zvirokwazvo, uyu akanga anayewo; nokuti muGariria.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika59 Mumashure mechinhambo chinoita awa imwechete, mumwezve akasimbisisa achiti, “Chokwadi chokwadi munhu uyu anga ainaye nokuti muGarirea.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi59 Shure kweawa imwe chete mumwezve akauya akati, “Zvirokwazvo munhu uyu akanga anaye, nokuti muGarirea.” Viz kapitola |