Online Bible

- Reklamy -




Ruka 22:55 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

55 Pita akatevera ari chinhambwe. Pavakakuhwidza moto pakati penhandare vakagara pasi pamwechete, Pita akagarawo pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

55 Ʋakati ʋaʋesa mŋoto pakati poruʋazhe, ʋakagara pasi pamŋe cete, naPetro akagara pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

55 Vakati vavesa moto pakati poruvazhe, vakagara pasi pamwechete, naPetirosi akagara pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

55 Pita akatevera ari chinhambwe. Pavakakuhwidza moto pakati penhandare vakagara pasi pamwechete, Pita akagarawo pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

55 Asi vakati vabatidza moto pakati poruvazhe uye vagara pasi pamwe chete, Petro akagara pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 22:55

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy