Ruka 22:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona43 Mutumwa akabva kudenga akazviratidza kwaari achimusimbaradza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ipapo mutumŋa akaʋonekwa naye, wakabva kuɗeŋga, akamusimbisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Ipapo mutumwa akaonekwa naye, akabva kudenga, akamusimbisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Mutumwa akabva kudenga akazviratidza kwaari achimusimbaradza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Mutumwa akabva kudenga akazviratidza kwaari uye akamusimbisa. Viz kapitola |