Ruka 22:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 Paakasvika panzvimbo iyoyo akati kwavari, “Namatai kuti murege kupinda mukuedzwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Wakati aȿika panɀimbo iyo, akati kwaʋari: Nyeŋgeterai kuti murege kupinda pakuidzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Akati asvika panzvimbo iyo, akati kwavari, “Nyengeterai kuti murege kupinda pakuedzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Paakasvika panzvimbo iyoyo akati kwavari, “Namatai kuti murege kupinda mukuedzwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Akati asvika panzvimbo iyo, akati kwavari, “Nyengeterai kuti murege kupinda mukuedzwa.” Viz kapitola |