Ruka 22:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Pita akati, “Tenzi ndakagadzirira kuenda nemi kuJeri kana kurufu chaiko.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Akati kwaari: Ishe, ndakaɀigadzirira kuenda nemi mutoroŋgo, kunyaŋge kurufu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Akati kwaari, “Ishe, ndakazvigadzirira kuenda nemi mutorongo, kunyange kurufu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Pita akati, “Tenzi ndakagadzirira kuenda nemi kuJeri kana kurufu chaiko.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Asi iye akapindura akati, “Ishe, ndakagadzirira kuenda nemi mutorongo uye kufa nemi.” Viz kapitola |