Ruka 22:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Pakamuka nharo pakati pavadzidzi dzokuti ndiani anofanira kutorwa somukuru wavo vose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino nharo dzakamuka pakati paʋo kuti ndiani kwaʋari ucanzi mukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino nharo dzakamuka pakati pavo kuti ndiani kwavari achanzi mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pakamuka nharo pakati pavadzidzi dzokuti ndiani anofanira kutorwa somukuru wavo vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Uyewo nharo dzakamuka pakati pavo dzokuti ndiani wavo aifungidzirwa kuti angava mukuru wavose. Viz kapitola |