Ruka 22:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti ndinokuudzai kuti kubvira zvino handizonwazve muchero womugirepisi kusvikira umambo hwaMwari hwasvika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti ndinoti kwamuri: Kubva ɀino handicatoŋgonwi ɀe ɀiɓereko ɀomuzambiriŋga, kuȿikira ʋushe bgaMŋari bgaȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti ndinoti kwamuri, kubva zvino handichatongonwizve michero yomudzambiringa, kusvikira ushe hwaMwari hwasvika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti ndinokuudzai kuti kubvira zvino handizonwazve muchero womugirepisi kusvikira umambo hwaMwari hwasvika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti ndinoti kwamuri, handichazonwizve chibereko chomuzambiringa kusvikira umambo hwaMwari hwasvika.” Viz kapitola |