Ruka 22:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 mugotaurira muridzi wemba iyoyo kuti, ‘Mudzidzisi ari kuti kwamuri, ko imba yavayeni mandichadyira Pasika navadzidzi vangu iripi?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 muti kumŋene weimba: Mudzidzisi unoti kwauri: Imba yaʋaeni iripiko, mandiŋgadyira paseka naʋadzidzi ʋaŋgu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 muti kumuridzi weimba, ‘Mudzidzisi anoti kwauri, imba yavaeni iripiko, mandingadyira Pasika navadzidzi vangu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 mugotaurira muridzi wemba iyoyo kuti, ‘Mudzidzisi ari kuti kwamuri, ko imba yavayeni mandichadyira Pasika navadzidzi vangu iripi?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 mugoti kumuridzi wemba, ‘Mudzidzisi ari kubvunza kuti: Imba yavaeni iripiko, umo mandingadyira Pasika navadzidzi vangu?’ Viz kapitola |