Ruka 21:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakamubvunza kuti, “Nhai mudzidzisi izvi zvichaitika rinhi uye kuti chiratidzo chokuti zvava kuda kuitika chichava chipi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ʋakamubvunza, ʋaciti: Mudzidzisi, iɀoɀi ɀicagoʋa riniko? Neciratidzo cicaʋa cipi, kana iɀoɀi ɀoɗo‐kuitwa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino vakamubvunza, vachiti, “Mudzidzisi, izvozvi zvichagova riniko? Nechiratidzo chichava chipi, kana izvozvi zvoda kuitwa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakamubvunza kuti, “Nhai mudzidzisi izvi zvichaitika rinhi uye kuti chiratidzo chokuti zvava kuda kuitika chichava chipi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakamubvunza vakati, “Mudzidzisi, zvinhu izvi zvichaitika rinhiko? Uye chiratidzo chichava chipi chokuti izvozvo zvava kuzoitika?” Viz kapitola |