Ruka 21:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Zvino kana izvozvo zvoitika, tarirai kudenga musimudze musoro nokuti kununurwa kwenyu kunenge kwava pedyo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi kana iɀoɀi ɀicitaŋga kuitika, tarirai kumsoro, musimudze misoro yenyu, nokuti kusunuŋgurwa kwenyu kwasweɗera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asi kana izvozvi zvichitanga kuitika, tarirai kumusoro, musimudze misoro yenyu, nokuti kusunungurwa kwenyu kwaswedera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Zvino kana izvozvo zvoitika, tarirai kudenga musimudze musoro nokuti kununurwa kwenyu kunenge kwava pedyo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Panotanga kuitika zvinhu izvi, mumire mugosimudza misoro yenyu, nokuti dzikinuro yenyu yoswedera.” Viz kapitola |