Online Bible

- Reklamy -




Ruka 20:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Jesu akati kwavari, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Jesu akati kwaʋari: Neni ʋo handiŋgakuʋudziyi simba randinoita naro ɀinhu iɀi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Jesu akati kwavari, “Neniwo handingakuudziyi simba randinoita naro zvinhu izvi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Jesu akati kwavari, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Jesu akati, “Neniwo handichakuudzai simba randinoita naro zvinhu izvi.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 20:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy