Ruka 20:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakambokurukurirana pachavo vachiti, “Kana tikati rwakabva kudenga iye achati ko makaregererei kutenda kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakataurirana pakati paʋo, ʋaciti: Kana tikati, Kuɗeŋga, ucati: Makagoregerei kumutenda? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vakataurirana pakati pavo, vachiti, “Kana tikati, ‘Kudenga,’ achati, ‘Makagoregerei kumutenda?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakambokurukurirana pachavo vachiti, “Kana tikati rwakabva kudenga iye achati ko makaregererei kutenda kwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakataurirana pakati pavo vakati, “Kana tikati, ‘Rwakabva kudenga,’ iye achati, ‘Seiko musina kumutenda?’ Viz kapitola |