Ruka 20:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona45 Jesu akataurira vadzidzi vake, vanhu vose vachinzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino akati kuʋadzidzi ʋake, ʋanhu ʋose ʋaciɀinzwa: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zvino akati kuvadzidzi vake, vanhu vose vachizvinzwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Jesu akataurira vadzidzi vake, vanhu vose vachinzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Vanhu vose vachakateerera, Jesu akati kuvadzidzi vake, Viz kapitola |