Ruka 20:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona44 Dhavhidhi anomuti, “Tenzi saizvozvi, ko anogova mwana wake sei?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Naiɀoɀo, Davidi unomuidza Ishe, ɀino uŋgagoʋa Mŋanakomana wake seiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 “Naizvozvo, Dhavhidhi anomuti, ‘Ishe,’ zvino angagova Mwanakomana wake seiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Dhavhidhi anomuti, “Tenzi saizvozvi, ko anogova mwana wake sei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Dhavhidhi anomuti, ‘Ishe.’ Anogova mwanakomana wake seiko?” Viz kapitola |