Ruka 20:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona42 Inga iye Dhavhidhi pachake mubhuku renziyo anoti, “ ‘Tenzi akati kuna Tenzi wangu, Gara kurudyi rwangu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Nokuti Davidi wakareʋa amene mubuku yaMapisarema, aciti: Ishe wakati kunaShe waŋgu: Gara kurudyi rwaŋgu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Nokuti Dhavhidhi akareva amene mubhuku yaMapisarema, achiti, ‘Ishe akati kuna Ishe wangu: Gara kurudyi rwangu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Inga iye Dhavhidhi pachake mubhuku renziyo anoti, “ ‘Tenzi akati kuna Tenzi wangu, Gara kurudyi rwangu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Dhavhidhi pachake anotaura mubhuku raMapisarema achiti: “ ‘Ishe akati kuna She wangu: Gara kuruoko rwangu rworudyi Viz kapitola |