Online Bible

- Reklamy -




Ruka 20:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Jesu akati kwavari, “Nhai imi, ko vanhu vanoti, ‘Kristu Mwanakomana waDhavhidhi seiko?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ɀino akati kwaʋari: Ʋanoreʋa seiko kuti Kristu ndiye Mŋanakomana waDavidi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Zvino akati kwavari, “Vanoreva seiko kuti Kristu ndiye Mwanakomana waDhavhidhi?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Jesu akati kwavari, “Nhai imi, ko vanhu vanoti, ‘Kristu Mwanakomana waDhavhidhi seiko?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Ipapo Jesu akati kwavari, “Seiko vachiti Kristu Mwanakomana waDhavhidhi?

Viz kapitola kopírovat




Ruka 20:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy