Ruka 20:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 Havana kuzoita chivindi chokumubvunza mumwe mubvunzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Nokuti ʋakaŋga ʋacitya kuzomubvunza cinhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Nokuti vakanga vachitya kuzomubvunza chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Havana kuzoita chivindi chokumubvunza mumwe mubvunzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Uye hakuna akazoda kumubvunzazve mimwe mibvunzo. Viz kapitola |