Online Bible

- Reklamy -




Ruka 20:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Asi avo vanokodzera kusvika mune ramangwana uye pakumuka kwavakafa, havazoroori kana kuroorwa

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 asi aʋo ʋacanzi naMŋari ʋakafanira kuwana nyika iyo nokumuka kwaʋakafa, haʋawani, ʋuye haʋawaniswi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 asi avo vachanzi naMwari vakafanira kuwana nyika iyo nokumuka kwavakafa, havawani, uye havawaniswi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Asi avo vanokodzera kusvika mune ramangwana uye pakumuka kwavakafa, havazoroori kana kuroorwa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Asi vaya vanoonekwa kuti vakakodzera kurarama munyika iyo nomukumuka kwavakafa, havazowani kana kuwanikwa,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 20:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy