Ruka 20:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Ko zvino pakumuka kwavakafa achava mudzimai waani nokuti vose vari vanomwe akava mudzimai wavo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino pakumuka ucaʋa mukadzi waniko kwaʋari? Nokuti wakaŋga ari mukadzi waʋose ʋanomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino pakumuka achava mukadzi waaniko kwavari? Nokuti akanga ari mukadzi wavose vanomwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ko zvino pakumuka kwavakafa achava mudzimai waani nokuti vose vari vanomwe akava mudzimai wavo?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Zvino mukadzi uyu achava waaniko pakumuka kwavakafa sezvo akanga ari mukadzi kwavari vose vari vanomwe?” Viz kapitola |