Ruka 20:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Kwakauya kwaari vaSadhusei, vaya vanoti hapana zvokumuka kwavakafa. Vakabvunza Jesu mubvunzo vachiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino ʋamŋe ʋaSaduse, iʋo ʋanoramba kumuka kwaʋakafa ʋaciti hakuna, ʋakaʋuya kwaari, ʋakamubvunza, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino vamwe vaSadhusi, ivo vanoramba kumuka kwavakafa vachiti hakuna, vakauya kwaari, vakamubvunza, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kwakauya kwaari vaSadhusei, vaya vanoti hapana zvokumuka kwavakafa. Vakabvunza Jesu mubvunzo vachiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vamwe vaSadhusi, vanoti hakuna kumuka kwavakafa, vakauya nomubvunzo kuna Jesu. Viz kapitola |